Johane 5:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Ivowo Baba vakandituma vanondipupurira. Izwi ravo hamusati mamborinzwa chimiro chavo hamusati mambochiona. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Naiʋo Ƃaɓa, ʋakandituma, ndiʋo ʋakandipupurira ʋo. Hamuna‐kutoŋgonzwa inzwi raʋo, kana kuʋona mufananidzo waʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Naivo baba, vakandituma, ndivo vakandipupurirawo. Hamuna kutongonzwa izwi ravo, kana kuona mufananidzo wavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Ivowo Baba vakandituma vanondipupurira. Izwi ravo hamusati mamborinzwa chimiro chavo hamusati mambochiona. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Ivowo Baba vakandituma vanondipupurira. Izwi ravo hamusati mamborinzwa chimiro chavo hamusati mambochiona. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Uye ivo Baba vakandituma vakapupura pachavo pamusoro pangu. Hamuna kutombonzwa inzwi ravo kana kuona chimiro chavo, See the chapter |