Online Bible

- Advertisements -

Johane 4:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

53 Baba ava vakabva vazviziva kuti ndiyo nguva iya Jesu yaakataura kuti Mwana wenyu achararama. Naizvozvo iye pamwechete nevemhuri yake yose, akatenda.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

53 Ɀino ɓaɓa ʋakaziʋa kuti ndiyo ŋguʋa Jesu yaakati kwaari: Mŋanakomana wako mupenyu. Iye akatenda nemhuri yake yose.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

53 Zvino baba vakaziva kuti ndiyo nguva Jesu yaakati kwaari, “Mwanakomana wako mupenyu.” Iye akatenda nemhuri yake yose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

53 Baba ava vakabva vazviziva kuti ndiyo nguva iya Jesu yaakataura kuti Mwana wenyu achararama. Naizvozvo iye pamwechete nevemhuri yake yose, akatenda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

53 Baba ava vakabva vazviziva kuti ndiyo nguva iya Jesu yaakataura kuti Mwana wenyu achararama. Naizvozvo iye pamwechete nevemhuri yake yose, akatenda.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

53 Ipapo baba vaya vakayeuka kuti ndiyo yakanga iri nguva chaiyo paakanzi naJesu, “Mwanakomana wako achararama.” Saka iye neimba yake yose vakatenda.

See the chapter Copy

Johane 4:53

Follow us:

Advertisements

Advertisements