Johane 4:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Naizvozvo vadzidzi vakataurirana vachiti, “Pane amuunzira chokudya here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino ʋadzidzi ʋakataurirana, ʋaciti: Kasi mumŋe wamuʋigira ɀokudya kanhi? See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Zvino vadzidzi vakataurirana, vachiti, “Kasi mumwe amuvigira zvokudya kanhi?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Naizvozvo vadzidzi vakataurirana vachiti, “Pane amuunzira chokudya here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Naizvozvo vadzidzi vakataurirana vachiti, “Pane amuunzira chokudya here?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ipapo vadzidzi vake vakati kuno mumwe nomumwe wavo, “Asi pano munhu amuvigira zvokudya kanhi?” See the chapter |