Online Bible

- Advertisements -

Johane 20:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kusvikira ipapo vakanga vasati vanzwisisa Magwaro Matsvene anoti, “Anofanira kumuka kuvakafa.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nokuti ʋakaŋga ʋacigere kunzwisisa Rugwaro, runoti unofanira kumuka kuʋakafa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Nokuti vakanga vachigere kunzwisisa Rugwaro, runoti anofanira kumuka kuvakafa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kusvikira ipapo vakanga vasati vanzwisisa Magwaro Matsvene anoti, “Anofanira kumuka kuvakafa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kusvikira ipapo vakanga vasati vanzwisisa Magwaro Matsvene anoti, “Anofanira kumuka kuvakafa.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 (Vakanga vasati vanzwisisa kubva muRugwaro kuti Jesu aifanira kumuka kubva kuvakafa.)

See the chapter Copy

Johane 20:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements