Johane 19:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pirato akabudazve akati kwavari, “Chinzwai, ndavakumuburitsa kwamuri kuti muzive kuti ini ndashaya mhosva yaanayo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo Pirato akaɓuɗa ɀe, akati kwaʋari: Tarirai, ndamuɓuɗisira kwamuri, muziʋe kuti handiwani mhoȿa kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo Pirato akabudazve, akati kwavari, “Tarirai, ndamubudisa kwamuri, muzive kuti handiwani mhosva kwaari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pirato akabudazve akati kwavari, “Chinzwai, ndavakumuburitsa kwamuri kuti muzive kuti ini ndashaya mhosva yaanayo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pirato akabudazve akati kwavari, “Chinzwai, ndavakumuburitsa kwamuri kuti muzive kuti ini ndashaya mhosva yaanayo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Pirato akabuda akatizve kuvaJudha, “Tarirai, ndava kumuisa kwamuri kuti muzive kuti ndashaya mhosva paari.” See the chapter |