Online Bible

- Advertisements -

Johane 18:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Jesu akavabvunzazve akati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” Ivo vakati, “Jesu weNazareti.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino akaʋabvunza ɀe, aciti: Munotȿaka aniko? Ʋakati: Jesu weNazareta.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino akavabvunzazve, achiti, “Munotsvaka aniko?” Vakati, “Jesu weNazareta.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Jesu akavabvunzazve akati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” Ivo vakati, “Jesu weNazareti.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Jesu akavabvunzazve akati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” Ivo vakati, “Jesu weNazareti.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Akapamhazve kuvabvunza achiti, “Ndianiko wamunoda?” Uye ivo vakati, “Jesu weNazareta.”

See the chapter Copy

Johane 18:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements