Johane 18:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakamupindura vachiti, “Jesu weNazareti.” Jesu ndokuti kwavari, “Ndini, Judhasi, uya akamupandukira akanga amire pamwechete navo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakamupindura, ʋakati: Jesu weNazareta. Jesu akati kwaʋari: Ndini. NaJudasi, wakamupandukira, wakaŋga amire ʋo naʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Vakamupindura, vakati, “Jesu weNazareta.” Jesu akati kwavari, “Ndini.” NaJudhasi, akamupandukira, akanga amirewo navo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakamupindura vachiti, “Jesu weNazareti.” Jesu ndokuti kwavari, “Ndini, Judhasi, uya akamupandukira akanga amire pamwechete navo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakamupindura vachiti, “Jesu weNazareti.” Jesu ndokuti kwavari, “Ndini, Judhasi, uya akamupandukira akanga amire pamwechete navo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakapindura vakati, “Jesu weNazareta.” Jesu akati, “Ndini iye.” (Uye Judhasi mupanduki uya akanga amire navo ipapo.) See the chapter |