Johane 16:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vachaita izvozvo nokuti havana kuziva Baba kana kuziva ini. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀinhu iɀi ʋacaita, nokuti haʋana‐kuziʋa Ƃaɓa, kana ini. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvinhu izvi vachaita, nokuti havana kuziva baba, kana ini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vachaita izvozvo nokuti havana kuziva Baba kana kuziva ini. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vachaita izvozvo nokuti havana kuziva Baba kana kuziva ini. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vachaita zvinhu zvakadai nokuti havana kuziva Baba kana ini. See the chapter |