Johane 15:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Sokundida kwakaita Baba ndokukudaiwo kwandakaita. Rambai muri murudo rwangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ƃaɓa seɀaʋakandiɗa, neni ndakakuɗai; garai muruɗo rwaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Baba sezvavakandida, neni ndakakudai; garai murudo rwangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Sokundida kwakaita Baba ndokukudaiwo kwandakaita. Rambai muri murudo rwangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Sokundida kwakaita Baba ndokukudaiwo kwandakaita. Rambai muri murudo rwangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Sezvo Baba vakandida, neniwo ndakakudai, zvino, chigarai murudo rwangu. See the chapter |