Johane 10:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vanhu vakawanda vakauya kwaari. Vakati, “Johani haana zvake kuita zvishamiso asi zvose zvakataurwa naJohani nezvomunhu uyu ndezvechokwadi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ʋazhinji ʋakaʋuya kwaari, ʋakati: Johane haana‐kuita ciratidzo, asi ɀose ɀakareʋa Johane pamsoro poyuyu ndeɀaɀokwaɗi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Vazhinji vakauya kwaari, vakati, “Johani haana kuita chiratidzo, asi zvose zvakareva Johani pamusoro pouyu ndezvechokwadi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vanhu vakawanda vakauya kwaari. Vakati, “Johani haana zvake kuita zvishamiso asi zvose zvakataurwa naJohani nezvomunhu uyu ndezvechokwadi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Vanhu vakawanda vakauya kwaari. Vakati, “Johani haana zvake kuita zvishamiso asi zvose zvakataurwa naJohani nezvomunhu uyu ndezvechokwadi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 uye vanhu vazhinji vakauya kwaari. Vakati, “Kunyange zvake Johani asina kumboita mabasa esimba, zvose zvakataurwa naJohani pamusoro pomurume uyu zvaiva zvechokwadi.” See the chapter |