Johane 10:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Muchengeti wapasuo guru, anomuzarurira musuo; uye hwai dzinonzwa izwi rake. Anodaidza hwai dzake namazita achidzitungamirira kunze. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Murindi womukoʋa unomuzarurira iye, makwai anonzwa inzwi rake, unoɗana makwai ake namazita awo, nokuaperekedzera kunze. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Murindi womusuo anomuzarurira iye, makwai anonzwa izwi rake, anodana makwai ake namazita awo, nokuaperekedzera kunze. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Muchengeti wapasuo guru, anomuzarurira musuo; uye hwai dzinonzwa izwi rake. Anodaidza hwai dzake namazita achidzitungamirira kunze. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Muchengeti wapasuo guru, anomuzarurira musuo; uye hwai dzinonzwa izwi rake. Anodaidza hwai dzake namazita achidzitungamirira kunze. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Murindi anomuzarurira musuo, uye makwai anonzwa inzwi rake. Anodana makwai ake nezita agoatungamirira kunze. See the chapter |