Online Bible

- Advertisements -

Joere 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 ndichakokorodza ndudzi dzose dzavanhu ndidzidzikise kubani reJehoshafati ndigovagadza dare ikoko ndichiitira vanhu vangu, ivo nhaka yangu, Isiraeri, nokuti vakavamwararisa mukati memarudzi uye vakaganhura-ganhura zvavo nyika yangu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 ndicaʋuŋganidza marudzi ose aʋanhu, nokuaɓurusira kumupata waJehoshafati; ndicaʋatoŋga’po pamsoro paʋanhu ʋaŋgu napamsoro penhaka yaŋgu Israeri, ʋakaparadzirwa naʋo pakati pamarudzi aʋanhu; ʋakagoʋana nyika yaŋgu,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 ndichaunganidza marudzi ose avanhu, nokuaburusira kumupata waJehoshafati; ndichavatongapo pamusoro pavanhu vangu napamusoro penhaka yangu Isiraeri, vakaparadzirwa navo pakati pamarudzi avanhu; vakagovana nyika yangu,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 ndichakokorodza ndudzi dzose dzavanhu ndidzidzikise kubani reJehoshafati ndigovagadza dare ikoko ndichiitira vanhu vangu, ivo nhaka yangu, Isiraeri, nokuti vakavamwararisa mukati memarudzi uye vakaganhura-ganhura zvavo nyika yangu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 ndichakokorodza ndudzi dzose dzavanhu ndidzidzikise kubani reJehoshafati ndigovagadza dare ikoko ndichiitira vanhu vangu, ivo nhaka yangu, Isiraeri, nokuti vakavamwararisa mukati memarudzi uye vakaganhura-ganhura zvavo nyika yangu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 ndichaunganidza ndudzi dzose ndigoenda nadzo kuMupata waJehoshafati. Ipapo ndichavatonga nokuda kwenhaka yangu, vanhu vangu vaIsraeri, nokuti vakaparadzira vanhu vangu pakati pendudzi, uye vakagovana nyika yangu.

See the chapter Copy

Joere 3:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements