Joere 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pakudziona marudzi avanhu achatambura, zviso zvose zvichati suruduru! See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana ʋaciȿika, ʋanhu ʋose ʋanotya kwaɀo, ɀiso ɀose ɀinoceneruka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Kana vachisvika, vanhu vose vanotya kwazvo, zviso zvose zvinocheneruka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pakudziona marudzi avanhu achatambura, zviso zvose zvichati suruduru! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pakudziona marudzi avanhu achatambura, zviso zvose zvichati suruduru! See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pakungodziona chete, ndudzi dzose dzinotya; vose vanocheneruka kumeso. See the chapter |