Genesi 9:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Nowa paakapengenuka mukuraradza newaini, akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino Noa akapeŋgenuka pawaini yake, akaziʋa ɀaakaitirwa nomŋanakomana wake muɗuku, See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino Noa akapengenuka pawaini yake, akaziva zvaakaitirwa nomwanakomana wake muduku, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Nowa paakapengenuka mukuraradza newaini, akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Nowa paakapengenuka mukuraradza newaini, akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Noa akati amuka kubva pawaini yake uye akaziva zvakanga zvaitwa kwaari nomwanakomana wake muduku, See the chapter |