Genesi 9:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kana muraraungu wamira mumakore, ndichauona ndigoyeuka chitenderano chokugara nokugara chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Muraraʋuŋgu ucaʋa’po mugore; ndicautarira, kuti ndiraŋgarire suŋgano isiŋgaperi pakati paMŋari neɀipenyu ɀose ɀenyama ɀiri panyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Muraraungu uchavapo mugore; ndichautarira, kuti ndirangarire sungano isingaperi pakati paMwari nezvipenyu zvose zvenyama zviri panyika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kana muraraungu wamira mumakore, ndichauona ndigoyeuka chitenderano chokugara nokugara chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kana muraraungu wamira mumakore, ndichauona ndigoyeuka chitenderano chokugara nokugara chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Pose panoonekwa muraravungu mumakore, ndichaona ndigorangarira sungano yangu isingaperi pakati paMwari nezvisikwa zvipenyu zvose zvemhando dzose panyika.” See the chapter |