Genesi 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mvura yakaita mafashafasha, ikatutumuka kuzara pasi pose, ngarava ikayangarara pamusoro pemvura. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mvura ikakwirira, ikawanda kwaɀo panyika, areka ikafamba pamsoro pemvura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Mvura ikakwirira, ikawanda kwazvo panyika, areka ikafamba pamusoro pemvura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mvura yakaita mafashafasha, ikatutumuka kuzara pasi pose, ngarava ikayangarara pamusoro pemvura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mvura yakaita mafashafasha, ikatutumuka kuzara pasi pose, ngarava ikayangarara pamusoro pemvura. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mvura zhinji yakasimuka uye ikawanda zvikuru panyika, uye areka ikayangarara pamusoro pemvura. See the chapter |