Online Bible

- Advertisements -

Genesi 6:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mazuva iwayo namazuva akatevera, panyika paiva nemazihofori chaiwo avanhu vakareba vakaberekwa navanakomana vaMwari pavakatorana navanasikana vavanhu. Vana vacho ndivo magamba aye makuru akarekare aiva nomukurumbira.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Paŋguʋa iyo kwakaŋga kunaʋanhu ʋarefu kwaɀo panyika, napashure ʋo, kana ʋanakomana ʋaMŋari ʋakapinda kuʋanasikana ʋaʋanhu, iʋo ʋakaʋaɓerekera ʋana. Ndiʋo ʋaiʋa ʋanhu ʋanesimba ʋakare, ʋakaŋga ʋakakurumbira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Panguva iyo kwakanga kuna vanhu varefu kwazvo panyika, napashurewo, kana vanakomana vaMwari vakapinda kuvanasikana vavanhu, ivo vakavaberekera vana. Ndivo vaiva vanhu vane simba vakare, vakanga vakakurumbira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mazuva iwayo namazuva akatevera, panyika paiva nemazihofori chaiwo avanhu vakareba vakaberekwa navanakomana vaMwari pavakatorana navanasikana vavanhu. Vana vacho ndivo magamba aye makuru akarekare aiva nomukurumbira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mazuva iwayo namazuva akatevera, panyika paiva nemazihofori chaiwo avanhu vakareba vakaberekwa navanakomana vaMwari pavakatorana navanasikana vavanhu. Vana vacho ndivo magamba aye makuru akarekare aiva nomukurumbira.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 VaNefirimu vakanga vari panyika mumazuva iwayo, uyewo mushure maizvozvo, vanakomana vaMwari vakapinda kuvasikana vavanhu vakaita vana navo. Vakanga vari mhare dzakare, vanhu vaiva nomukurumbira.

See the chapter Copy

Genesi 6:4

Follow us:

Advertisements

Advertisements