Genesi 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akazoberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Seti, Adhamu akazogarazve mazana masere amakore. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mazuʋa aAdama shure kwokuɓerekwa kwaSeti akaŋga ari makore anamazana masere; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Mazuva aAdhamu shure kwokuberekwa kwaSeti akanga ari makore ana mazana masere; akabereka vanakomana navanasikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akazoberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Seti, Adhamu akazogarazve mazana masere amakore. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akazoberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Seti, Adhamu akazogarazve mazana masere amakore. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Shure kwokuberekwa kwaSeti, Adhamu akararama kwamakore mazana masere uye akaberekazve vamwe vanakomana navanasikana. See the chapter |