Genesi 5:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Nowa akagara mazana mashanu amakore ndokubereka Shemu naHamu naJafeti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Noa wakaŋga anamakore anamazana mashanu; Noa akaɓereka Shemi, naHami, naJafeti. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Noa wakanga ana makore ana mazana mashanu; Noa akabereka Shemu, naHamu, naJafeti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Nowa akagara mazana mashanu amakore ndokubereka Shemu naHamu naJafeti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Nowa akagara mazana mashanu amakore ndokubereka Shemu naHamu naJafeti. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Mushure mokunge Noa ava namakore okuberekwa mazana mashanu, akabereka Shemu, Hamu naJafeti. See the chapter |