Genesi 44:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Fume mangwana varume ava vakanzi vachienda zvavo namadhongi avo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino fume maŋgwana kwoedza ʋarume ʋakatenderwa kuenda, iʋo nemboŋgoro dzaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino fume mangwana kwoedza varume vakatenderwa kuenda, ivo nembongoro dzavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Fume mangwana varume ava vakanzi vachienda zvavo namadhongi avo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Fume mangwana varume ava vakanzi vachienda zvavo namadhongi avo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kwakati kuchiedza, varume vaya vakaendeswa panzira yavo pamwe chete nembongoro dzavo. See the chapter |