Genesi 41:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Vanhu vedzimwe nyika dzose vakauya kuIjipiti kwaiva naJosefi kuzotenga zvokudya nokuti nzara yakanga yabaya pasi pose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ʋanhu ʋenyika dzose ʋakaenda Egipita kunaJosefa kuzoteŋga ɀiyo; nokuti nzara yakaŋga yakanyanya panyika dzose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200257 Vanhu venyika dzose vakaenda Ijipiti kuna Josefa kuzotenga zviyo; nokuti nzara yakanga yakanyanya panyika dzose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Vanhu vedzimwe nyika dzose vakauya kuIjipiti kwaiva naJosefi kuzotenga zvokudya nokuti nzara yakanga yabaya pasi pose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona57 Vanhu vedzimwe nyika dzose vakauya kuIjipiti kwaiva naJosefi kuzotenga zvokudya nokuti nzara yakanga yabaya pasi pose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 Uye nyika dzose dzakauya kuzotenga zviyo kuIjipiti kubva kuna Josefa, nokuti nzara yakanga iri huru munyika dzose. See the chapter |