Genesi 41:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Josefi akatumidza mwana wake wechipiri zita rokuti Efuremu, akati, “Mwari andipa vana ndiri munyika yenhamo yangu mandiri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Zita rowecipiri wakaritumidza Efraimi, aciti: Nokuti Mŋari wakandiɓerekesa ʋana panyika yokutambudzika kwaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200252 Zita rowechipiri akaritumidza Efuremu, achiti, “Nokuti Mwari akandiberekesa vana panyika yokutambudzika kwangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Josefi akatumidza mwana wake wechipiri zita rokuti Efuremu, akati, “Mwari andipa vana ndiri munyika yenhamo yangu mandiri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona52 Josefi akatumidza mwana wake wechipiri zita rokuti Efuremu, akati, “Mwari andipa vana ndiri munyika yenhamo yangu mandiri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Mwanakomana wake wechipiri akamutumidza zita rokuti Efuremu akati, “Nokuti Mwari akaita kuti ndive nezvibereko munyika yokutambudzika kwangu.” See the chapter |