Genesi 41:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Josefi akanga ava namakore makumi matatu nguva yaakapiwa basa naFarao mambo weIjipiti. Ndopaakandeya nenyika yose yeIjipiti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ɀino Josefa wakaŋga anamakore makumi matatu, ŋguʋa yaakamira pamberi paFarao, mambo weEgipita. Josefa akaɓuɗa pamberi paFarao, akafamba, akapota nenyika yose yeEgipita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Zvino Josefa akanga ana makore makumi matatu, nguva yaakamira pamberi paFarao, mambo weIjipiti. Josefa akabuda pamberi paFarao, akafamba, akapota nenyika yose yeIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Josefi akanga ava namakore makumi matatu nguva yaakapiwa basa naFarao mambo weIjipiti. Ndopaakandeya nenyika yose yeIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Josefi akanga ava namakore makumi matatu nguva yaakapiwa basa naFarao mambo weIjipiti. Ndopaakandeya nenyika yose yeIjipiti. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Josefa akanga ava namakore makumi matatu okuberekwa paakapinda pabasa raFaro mambo weIjipiti. Uye Josefa akabuda kubva pamberi paFaro akafamba munyika yose yeIjipiti. See the chapter |