Genesi 41:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Ndizvo zvichachengeterwa nyika ino kuitira makore manomwe enzara huru ichabaya nyika yeIjipiti, nyika irege kuparara nenzara.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀokudya iɀo ɀicaceŋgeterwa nyika makore manomŋe enzara, icazoʋa’po panyika yeEgipita, kuti nyika irege kuparadzwa nenzara. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Zvokudya izvozvo zvichachengeterwa nyika makore manomwe enzara, ichazovapo panyika yeIjipiti, kuti nyika irege kuparadzwa nenzara.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Ndizvo zvichachengeterwa nyika ino kuitira makore manomwe enzara huru ichabaya nyika yeIjipiti, nyika irege kuparara nenzara.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Ndizvo zvichachengeterwa nyika ino kuitira makore manomwe enzara huru ichabaya nyika yeIjipiti, nyika irege kuparara nenzara.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Zvokudya izvi zvinofanira kuchengeterwa nyika, kuti zvigozoshandiswa panguva yamakore manomwe enzara achauya pamusoro peIjipiti, kuitira kuti nyika irege kuparadzwa nenzara.” See the chapter |