Genesi 40:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mukuru mukuru wavachengetedzi iyeyo akaudza Josefi kuti avashandire. Vakagara mujeri kwenguva ndefu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mukuru waʋarindi akaraira Josefa kuʋaceŋgeta; iye akaʋaɓatira, ʋakaita ŋguʋa ʋaciceŋgetwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Mukuru wavarindi akaraira Josefa kuvachengeta; iye akavabatira, vakaita nguva vachichengetwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mukuru mukuru wavachengetedzi iyeyo akaudza Josefi kuti avashandire. Vakagara mujeri kwenguva ndefu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mukuru mukuru wavachengetedzi iyeyo akaudza Josefi kuti avashandire. Vakagara mujeri kwenguva ndefu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mukuru wavarindi akavatumira kuna Josefa, akavachengeta uye vakava muchitokisi kwechinguva. See the chapter |