Genesi 4:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zira akabereka Tubharikaini, mupfuri wesimbi dzendarira noutare. Hanzvadzi yaTubharikaini yainzi Naama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Zira wakapona Tubarikaini, mupfuri wenhumbi dzose dzendarira neɗare; hanɀadzi yaTubarikaini waiʋa Naama. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Zira wakapona Tubharikaini, mupfuri wenhumbi dzose dzendarira nedare; hanzvadzi yaTubharikaini waiva Naama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zira akabereka Tubharikaini, mupfuri wesimbi dzendarira noutare. Hanzvadzi yaTubharikaini yainzi Naama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zira akabereka Tubharikaini, mupfuri wesimbi dzendarira noutare. Hanzvadzi yaTubharikaini yainzi Naama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Zira akanga ane mwanakomana, Tubhari-Kaini, aigadzira nhumbi dzemhando dzose dzendarira nedzesimbi. Hanzvadzi yaTubhari-Kaini yainzi Naama. See the chapter |