Online Bible

- Advertisements -

Genesi 39:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Potifari akaona kuti Tenzi akanga aina Josefi. Akaonawo kuti Tenzi ndiye aibatsira Josefi pazvinhu zvose zvaaiita, kuti zvibudirire.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Tenzi wake akaʋona kuti Jehova unaye, ʋuye kuti Jehova wakafambisa ɀakanaka ɀose ɀaaiita namaʋoko ake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Tenzi wake akaona kuti Jehovha anaye, uye kuti Jehovha akafambisa zvakanaka zvose zvaaiita namaoko ake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Potifari akaona kuti Tenzi akanga aina Josefi. Akaonawo kuti Tenzi ndiye aibatsira Josefi pazvinhu zvose zvaaiita, kuti zvibudirire.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Potifari akaona kuti Tenzi akanga aina Josefi. Akaonawo kuti Tenzi ndiye aibatsira Josefi pazvinhu zvose zvaaiita, kuti zvibudirire.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Tenzi wake akati achiona kuti Jehovha akanga anaye uye kuti Jehovha akamuita kuti abudirire muzvinhu zvose zvaakanga achiita,

See the chapter Copy

Genesi 39:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements