Genesi 38:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Judha akazoti kuna Onani, “Gara nhaka mukadzi womukoma wako umuberekere vana.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Juda akati kunaOnani: Pinda kumukadzi womukoma wako, umuwane, umuitire ɀakafanira munuŋuna womurume, umutsire mukoma wako ʋana. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Judha akati kuna Onani, “Pinda kumukadzi womukoma wako, umuwane, umuitire zvakafanira mun'una womurume, umutsire mukoma wako vana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Judha akazoti kuna Onani, “Gara nhaka mukadzi womukoma wako umuberekere vana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Judha akazoti kuna Onani, “Gara nhaka mukadzi womukoma wako umuberekere vana.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo Judha akati kuna Onani, “Vata nomukadzi womukoma wako uye umuitire zvawakafanira kuita kwaari somununʼuna, kuti uberekere mukoma wako vana.” See the chapter |