Online Bible

- Advertisements -

Genesi 38:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi pana Tenzi, Eru dangwe raJudha rakanga rakaipa mwoyo, saka Tenzi akabva amuuraya.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Asi Eri, ɗaŋgwe raJuda, wakaŋga ari munhu wakaipa pamberi paJehova; Jehova akamuʋuraya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Asi dangwe raJudha, akanga ari munhu akaipa pamberi paJehovha; Jehovha akamuuraya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi pana Tenzi, Eru dangwe raJudha rakanga rakaipa mwoyo, saka Tenzi akabva amuuraya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi pana Tenzi, Eru dangwe raJudha rakanga rakaipa mwoyo, saka Tenzi akabva amuuraya.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi Eri, dangwe raJudha, akanga akaipa pamberi paJehovha, saka Jehovha akamuuraya.

See the chapter Copy

Genesi 38:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements