Genesi 38:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akazoberekazve mumwe mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Shera. Akanga ari kuKezibhi paakamubereka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akaʋa nemimba ɀe, akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Shera; iye wakaŋga ari paKezibi mukadzi wake acimuɓereka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Akava nemimbazve, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Shera; iye akanga ari paKezibhi mukadzi wake achimubereka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akazoberekazve mumwe mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Shera. Akanga ari kuKezibhi paakamubereka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Akazoberekazve mumwe mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Shera. Akanga ari kuKezibhi paakamubereka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Akabereka mumwezve mwanakomana akamutumidza zita rokuti Shera. Akamuberekera kuKezibhi. See the chapter |