Genesi 38:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ikoko Judha akaona mwanasikana womumwe murume wechiKanani ainzi Shua akabva amuroora, akagara naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Juda akaʋona’po mukunda womumŋe munhu muKanani, wainzi Shua, akamutora, akapinda kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Judha akaonapo mukunda womumwe munhu muKenani, ainzi Shua, akamutora, akapinda kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ikoko Judha akaona mwanasikana womumwe murume wechiKanani ainzi Shua akabva amuroora, akagara naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ikoko Judha akaona mwanasikana womumwe murume wechiKanani ainzi Shua akabva amuroora, akagara naye. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ikoko Judha akasangana nomwanasikana womumwe murume muKenani ainzi Shua. Akamuwana uye akavata naye; See the chapter |