Genesi 36:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Esau akasiya munun'una wake Jakobho ndokubva atamira kure. Akaendako namadzimai ake navana vake vakomana navasikana navanhu vake vose. Akaendawo nemombe nezvimwe zvipfuwo zvake noupfumi hwake hwose hwaakanga awana munyika yeKanani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino Esau wakatora ʋakadzi ʋake, naʋanakomana ʋake, naʋakunda ʋake, naʋanhu ʋose ʋeimba yake, neɀipfuwo ɀake, neŋombe dzake dzose, nefuma yake yose yaakaŋga aʋuŋganidza munyika yeKanani, akaenda kunyika iri kure nomunuŋuna wake Jakobo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Zvino Esau akatora vakadzi vake, navanakomana vake, navakunda vake, navanhu vose veimba yake, nezvipfuwo zvake, nemombe dzake dzose, nepfuma yake yose yaakanga aunganidza munyika yeKenani, akaenda kunyika iri kure nomun'una wake Jakobho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Esau akasiya munun'una wake Jakobho ndokubva atamira kure. Akaendako namadzimai ake navana vake vakomana navasikana navanhu vake vose. Akaendawo nemombe nezvimwe zvipfuwo zvake noupfumi hwake hwose hwaakanga awana munyika yeKanani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Esau akasiya munun'una wake Jakobho ndokubva atamira kure. Akaendako namadzimai ake navana vake vakomana navasikana navanhu vake vose. Akaendawo nemombe nezvimwe zvipfuwo zvake noupfumi hwake hwose hwaakanga awana munyika yeKanani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Esau akatora vakadzi vake navanakomana vake uye vanasikana vake navamwe vose veimba yake, pamwe chete nemombe dzake nezvimwe zvipfuwo zvake nepfuma yake yose yaakanga awana muKenani, akaenda kunyika yakanga iri kure nomununʼuna wake Jakobho. See the chapter |