Genesi 36:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Bhaarihanani, mwanakomana waAkabhori akafa, Hadhari akatonga pachinzvimbo chake. Zita reguta rake rainzi Pau. Zita romudzimai wake rainzi Mehetabheri, aberekwa naMatiredhi, mwanasikana waMezahabhi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Baari‐hanani, mŋanakomana waAkbori, akafa, Hadari akaɓata ʋushe pacigaro cake; zita reguta rake rainzi Pau; zita romukadzi wake rainzi Mehetaberi, mukunda waMatredi, mukunda waMehazahadi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Bhaarihanani, mwanakomana waAkibhori, akafa, Hadhari akabata ushe pachigaro chake; zita reguta rake rainzi Pau; zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri, mukunda waMatiredhi, mukunda waMehazahadhi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Bhaarihanani, mwanakomana waAkabhori akafa, Hadhari akatonga pachinzvimbo chake. Zita reguta rake rainzi Pau. Zita romudzimai wake rainzi Mehetabheri, aberekwa naMatiredhi, mwanasikana waMezahabhi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Bhaarihanani, mwanakomana waAkabhori akafa, Hadhari akatonga pachinzvimbo chake. Zita reguta rake rainzi Pau. Zita romudzimai wake rainzi Mehetabheri, aberekwa naMatiredhi, mwanasikana waMezahabhi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Bhaari-Hanani mwanakomana waAkibhori akati afa, Hadhadhi akamutevera paumambo. Guta rake rakatumidzwa zita rokuti Pua, uye zita romukadzi wake rainzi Mehetabheri mwanasikana waMatiredhi, mwanasikana waMe-Zahabhi. See the chapter |