Genesi 36:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Hadhadhi akazofa, Samira wokuMasareka akabva atonga pachinzvimbo chake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Hadadi akafa, Samra weMasreka akaɓata ʋushe pacigaro cake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Hadhadhi akafa, Samura weMasereka akabata ushe pachigaro chake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Hadhadhi akazofa, Samira wokuMasareka akabva atonga pachinzvimbo chake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Hadhadhi akazofa, Samira wokuMasareka akabva atonga pachinzvimbo chake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Hadhadhi akati afa, Samura aibva kuMasireka akamutevera paumambo. See the chapter |