Genesi 36:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Avawo ndivo vanakomana vaRueri kwaiti, Nahati naZera naShama naMiza. Ivava ava ndivo vanakomana vaBhasimati mukadzi waEsau. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋanakomana ʋaReuri ndiʋo: Nahati naZera, naShama naMiza; ndiʋo ʋanakomana ʋaBasemati, mukadzi waEsau. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Vanakomana vaRueri ndivo: Nahati, naZera, naShama naMiza; ndivo vanakomana vaBhasimati, mukadzi waEsau. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Avawo ndivo vanakomana vaRueri kwaiti, Nahati naZera naShama naMiza. Ivava ava ndivo vanakomana vaBhasimati mukadzi waEsau. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Avawo ndivo vanakomana vaRueri kwaiti, Nahati naZera naShama naMiza. Ivava ava ndivo vanakomana vaBhasimati mukadzi waEsau. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vanakomana vaReueri vaiva: Nahati, Zera, Shama naMiza. Ava ndivo vaiva vazukuru vaBhasemati mukadzi waEsau. See the chapter |