Genesi 35:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Jakobho akandoona baba vake Isaki kuMamure kana kuti guta reAribha ndiro rimwechetero rinonzi Hebhuroni. Kwakambogara Abhurahamu naIsaki. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Jakobo akaȿika kunaIsaka, ɓaɓa ʋake paMamre, paKiriyati‐arba (rimŋe zita ndi Hebroni), paigara Abrahama naIsaka ʋari ʋatorwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Jakobho akasvika kuna Isaka, baba vake paMamure, paKiriyatiabha (rimwe zita ndiHebhuroni), paigara Abhurahamu naIsaka vari vatorwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Jakobho akandoona baba vake Isaki kuMamure kana kuti guta reAribha ndiro rimwechetero rinonzi Hebhuroni. Kwakambogara Abhurahamu naIsaki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Jakobho akandoona baba vake Isaki kuMamure kana kuti guta reAribha ndiro rimwechetero rinonzi Hebhuroni. Kwakambogara Abhurahamu naIsaki. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Jakobho akasvika kumusha kuna baba vake Isaka paMamure, pedyo neKiriati Abha (ndiro Hebhuroni), uko kwakambogara Abhurahama naIsaka. See the chapter |