Genesi 34:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akatorwa mwoyo naDhina mwana waJakobho, akamuda, akamutaurirawo nyaya dzorudo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mŋeya wake ukanamatira Dina, mukunda waJakobo, akamuɗa musikana uyo, akataura ɀakafadza mŋoyo womusikana. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Mweya wake ukanamatira Dhina, mukunda waJakobho, akamuda musikana uyo, akataura zvakafadza mwoyo womusikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akatorwa mwoyo naDhina mwana waJakobho, akamuda, akamutaurirawo nyaya dzorudo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akatorwa mwoyo naDhina mwana waJakobho, akamuda, akamutaurirawo nyaya dzorudo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mwoyo wake wakadokwairira Dhaina mwanasikana waJakobho, uye aida musikana uyu, uye akataura naye zvinyoronyoro. See the chapter |