Genesi 34:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakatorawo upfumi hwavo hwose nezvinhu zvose zvaiva mudzimba dzavo pamwe chete navana navakadzi vachizviita zvavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ʋakatapa fuma yaʋo yose, naʋana ʋaʋo ʋaɗuku, naʋakadzi ʋaʋo, ʋakaɀiita mhambara, neɀinhu ɀose ɀakaŋga ɀiri mudzimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 vakatapa pfuma yavo yose, navana vavo vaduku, navakadzi vavo, vakazviita mhambara, nezvinhu zvose zvakanga zviri mudzimba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakatorawo upfumi hwavo hwose nezvinhu zvose zvaiva mudzimba dzavo pamwe chete navana navakadzi vachizviita zvavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vakatorawo upfumi hwavo hwose nezvinhu zvose zvaiva mudzimba dzavo pamwe chete navana navakadzi vachizviita zvavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vakatakura pfuma yavo navakadzi vavo vose navana, vakapamba zvinhu zvose zvaiva mudzimba. See the chapter |