Online Bible

- Advertisements -

Genesi 34:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Kuti vanhu ava vabvume kugara nesu tichiva rudzi rumwe chete navo ndokunge vanhurume vedu vose vabvuma kudzingiswa sezvavakaita.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Asi ʋanhu aʋa ʋacatenderana nesu kugara nesu, nokuita saʋanhu ʋamŋe nesu, kwoga kana ticiita cinhu ici, kuti ʋarume ʋose kwatiri ʋadziŋgiswe, seɀaʋakadziŋgiswa iʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Asi vanhu ava vachatenderana nesu kugara nesu, nokuita savanhu vamwe nesu, kwoga kana tichiita chinhu ichi, kuti varume vose kwatiri vadzingiswe, sezvavakadzingiswa ivo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Kuti vanhu ava vabvume kugara nesu tichiva rudzi rumwe chete navo ndokunge vanhurume vedu vose vabvuma kudzingiswa sezvavakaita.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Kuti vanhu ava vabvume kugara nesu tichiva rudzi rumwe chete navo ndokunge vanhurume vedu vose vabvuma kudzingiswa sezvavakaita.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Asi varume vachatenderana nesu kuti tive savanhu vamwe nechinhu chimwe bedzi, chokuti vanhurume vedu vadzingiswe, sezvavari ivo.

See the chapter Copy

Genesi 34:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements