Genesi 34:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Dhina mwanasikana waRea waakaberekera Jakobho akashanyira vasikana vomunyika iyoyo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Dina, mŋanasikana waRea, waakaɓerekera Jakobo, wakaɓuɗa kundoʋona ʋakunda ʋenyika iyo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Dhina, mwanasikana waRea, waakaberekera Jakobho, akabuda kundoona vakunda venyika iyoyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Dhina mwanasikana waRea waakaberekera Jakobho akashanyira vasikana vomunyika iyoyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Dhina mwanasikana waRea waakaberekera Jakobho akashanyira vasikana vomunyika iyoyo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino Dhaina, mwanasikana akaberekerwa Jakobho naRea, akabuda kundoshanyira madzimai enyika iyo. See the chapter |