Genesi 33:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi Jakobho akamuti, “Changamire munoziva kuti vapwere havana kusimba. Uye ndinotyirawo hwai nemombe dzandinadzo dziri kuyamwisa. Kana zvikanyanya kumhanyiswa kwezuva rimwechete zvaro matanga ose ezvipfuwo zvinopera kufa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Iye akati kwaari: Ishe waŋgu unoziʋa kuti ʋana ʋaciri ʋaɗuku, ʋuye kuti makwai neŋombe ɀandinaɀo ɀinomŋisa; kana ʋakaɀitinhisa zuʋa rimŋe, ɀipfuwo ɀose ɀicafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Iye akati kwaari, “Ishe wangu anoziva kuti vana vachiri vaduku, uye kuti makwai nemombe zvandinazvo zvinoyamwisa; kana vakazvitinhisa zuva rimwe, zvipfuwo zvose zvichafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi Jakobho akamuti, “Changamire munoziva kuti vapwere havana kusimba. Uye ndinotyirawo hwai nemombe dzandinadzo dziri kuyamwisa. Kana zvikanyanya kumhanyiswa kwezuva rimwechete zvaro matanga ose ezvipfuwo zvinopera kufa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi Jakobho akamuti, “Changamire munoziva kuti vapwere havana kusimba. Uye ndinotyirawo hwai nemombe dzandinadzo dziri kuyamwisa. Kana zvikanyanya kumhanyiswa kwezuva rimwechete zvaro matanga ose ezvipfuwo zvinopera kufa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Asi Jakobho akati kwaari, “Ishe wangu anoziva kuti vana vachiri vaduku uye kuti ndinofanira kuchengetedza makwai nemombe dziri kunwisa. Kana zvikanyanya kutinhwa nezuva rimwe chete, zvingazofa. See the chapter |