Genesi 33:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jakobho akati, “Kweteka. Kana mandiitira mwoyo munyoro, ndinokumbira kuti mugamuchire zvenyu zvipo zvandiri kukupai. Pandaona chiso chenyu ndaita sendaona chiso chaMwari nokuti mandifarira zvikuru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Jakobo akati: Kwete, kana ndawana nyasha kwamuri ɀino, ndinokumbiro kuti mugamucire cipo caŋgu paruʋoko rwaŋgu; nokuti ndaʋona ciso cenyu, cikaita seciso caMŋari, mukafara neni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Jakobho akati, “Kwete, kana ndawana nyasha kwamuri zvino, ndinokumbira kuti mugamuchire chipo changu paruoko rwangu; nokuti ndaona chiso chenyu, chikaita sechiso chaMwari, mukafara neni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jakobho akati, “Kweteka. Kana mandiitira mwoyo munyoro, ndinokumbira kuti mugamuchire zvenyu zvipo zvandiri kukupai. Pandaona chiso chenyu ndaita sendaona chiso chaMwari nokuti mandifarira zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Jakobho akati, “Kweteka. Kana mandiitira mwoyo munyoro, ndinokumbira kuti mugamuchire zvenyu zvipo zvandiri kukupai. Pandaona chiso chenyu ndaita sendaona chiso chaMwari nokuti mandifarira zvikuru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jakobho akati, “Kwete ndapota! Kana ndawana nyasha kwamuri gamuchirai henyu chipo ichi kubva kwandiri. Nokuti kuona chiso chenyu kunenge kuona chiso chaMwari, sezvo zvino mandigamuchira zvakanaka kudai. See the chapter |