Genesi 32:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jakobho paakavaona akati, “Inga ihondo yaMwari chaiyo!” Saka nzvimbo iyoyo akaitumidza zita rokuti Mahanaimu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Wakati aciʋaʋona, Jakobo akati: Ihondo yaMŋari; akatumidza nɀimbo iyo zita rinonzi Mahanaimi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Akati achivaona, Jakobho akati, “Ihondo yaMwari;” akatumidza nzvimbo iyoyo zita rinonzi Mahanaimi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jakobho paakavaona akati, “Inga ihondo yaMwari chaiyo!” Saka nzvimbo iyoyo akaitumidza zita rokuti Mahanaimu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Jakobho paakavaona akati, “Inga ihondo yaMwari chaiyo!” Saka nzvimbo iyoyo akaitumidza zita rokuti Mahanaimu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jakobho akati achivaona, akati, “Uyu ndiwo musasa waMwari!” Saka akatumidza nzvimbo iyo zita rokuti Mahanaimi. See the chapter |