Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

53 Mwari waAbhurahamu naMwari waNahori naMwari wababa wavo ngavave ivo vatongi pakati pangu newe.” Jakobho ndokupika naMwari anonamatwa nababa vake Isaki.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

53 Mŋari waAbrahama, Mŋari waNahori, Mŋari waɓaɓa ʋaʋo, ŋgaatoŋge pakati peɗu. Jakobo akapika naiye waityiwa naIsaka, ɓaɓa ʋake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

53 Mwari waAbhurahamu, Mwari waNahori, Mwari wababa vavo, ngaatonge pakati pedu.” Jakobho akapika naiye waityiwa naIsaka, baba vake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

53 Mwari waAbhurahamu naMwari waNahori naMwari wababa wavo ngavave ivo vatongi pakati pangu newe.” Jakobho ndokupika naMwari anonamatwa nababa vake Isaki.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

53 Mwari waAbhurahamu naMwari waNahori naMwari wababa wavo ngavave ivo vatongi pakati pangu newe.” Jakobho ndokupika naMwari anonamatwa nababa vake Isaki.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

53 Mwari waAbhurahama naMwari waNahori, iye Mwari wababa vavo, ngaatonge pakati pedu.” Saka Jakobho akaita mhiko muzita raiye aityiwa nababa vake Isaka.

See the chapter Copy

Genesi 31:53

Follow us:

Advertisements

Advertisements