Genesi 31:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Iye Jakobho akaudzawo vanhu vake kuti, “Unganidzai mabwe.” Vakaunganidza mabwe akaita murwi. Vakadyira pamurwi ipapo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Jakobo akati kuhama dzake: Ʋuŋganidzai mabge; iʋo ʋakatora mabge, ʋakaita murwi; ʋakadya ipapo pamurwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 Jakobho akati kuhama dzake, “Unganidzai mabwe;” ivo vakatora mabwe, vakaita murwi; vakadya ipapo pamurwi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Iye Jakobho akaudzawo vanhu vake kuti, “Unganidzai mabwe.” Vakaunganidza mabwe akaita murwi. Vakadyira pamurwi ipapo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Iye Jakobho akaudzawo vanhu vake kuti, “Unganidzai mabwe.” Vakaunganidza mabwe akaita murwi. Vakadyira pamurwi ipapo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Akati kuhama dzake, “Unganidzai mamwe mabwe.” Saka vakatora mabwe vakaaunganidza vakaita murwi, uye vakadya ipapo pamurwi. See the chapter |