Genesi 31:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Rakeri akanga atora vamwari vacho akavaviga muchityaro chengamera ndokubva agara pamusoro pacho. Rabhani akaparapatika kutsvaga pose pose mutendhe umu, asi hapana chaakawana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino Rakeri wakaŋga atora ʋamŋari, akaʋaisa mucigaro cekamera, akagara pamsoro paɀo. Rabani akaɓata‐ɓata pose mutente, asi haana‐kuɀiwana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Zvino Rakeri akanga atora vamwari, akavaisa muchigaro chekamera, akagara pamusoro pazvo. Rabhani akabata-bata pose mutende, asi haana kuzviwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Rakeri akanga atora vamwari vacho akavaviga muchityaro chengamera ndokubva agara pamusoro pacho. Rabhani akaparapatika kutsvaga pose pose mutendhe umu, asi hapana chaakawana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Rakeri akanga atora vamwari vacho akavaviga muchityaro chengamera ndokubva agara pamusoro pacho. Rabhani akaparapatika kutsvaga pose pose mutendhe umu, asi hapana chaakawana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Zvino Rakeri akanga atora vamwari vomuimba yababa vake akavaisa pasi pechigaro chengamera yake uye akanga agere pamusoro pazvo. Rabhani akatsvaka pakati pezvinhu zvose mutende asi haana kuwana chinhu. See the chapter |