Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Kana mukawana paine munhu ane vamwari venyu ngaaurayiwe. Zvino, hama dzenyu dzichizviona kudai, nyatsotsvakai chenyu chandinacho, mutore.” Asi Jakobho akanga asingazive kuti Rakeri ndiye akanga aba vamwari ivavo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Iye wamuŋgawana anaʋamŋari ʋenyu, ŋgaarege kurarama. Ɀino hama dzeɗu dziciri’ko, natsai kutȿaka ɀinhu ɀenyu ɀiri kwandiri, mugoɀitora; nokuti Jakobo wakaŋga asiŋgaziʋi kuti Rakeri wakaŋga aɀiɓa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Iye wamungawana ana vamwari venyu, ngaarege kurarama. Zvino hama dzedu dzichiriko, natsai kutsvaka zvinhu zvenyu zviri kwandiri, mugozvitora;” nokuti Jakobho akanga asingazivi kuti Rakeri akanga azviba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Kana mukawana paine munhu ane vamwari venyu ngaaurayiwe. Zvino, hama dzenyu dzichizviona kudai, nyatsotsvakai chenyu chandinacho, mutore.” Asi Jakobho akanga asingazive kuti Rakeri ndiye akanga aba vamwari ivavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Kana mukawana paine munhu ane vamwari venyu ngaaurayiwe. Zvino, hama dzenyu dzichizviona kudai, nyatsotsvakai chenyu chandinacho, mutore.” Asi Jakobho akanga asingazive kuti Rakeri ndiye akanga aba vamwari ivavo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Asi kana mukawana munhu upi zvake anenge ana vamwari venyu, iyeye haafaniri kurarama. Pamberi pehama dzedu zvionerei pachenyu kana pane chinhu chenyu pano neni; uye kana zvakadaro, muchitore henyu.” Zvino Jakobho akanga asingazivi kuti Rakeri akanga aba vamwari vacho.

See the chapter Copy

Genesi 31:32

Follow us:

Advertisements

Advertisements