Online Bible

- Advertisements -

Genesi 31:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Ungabva watorega nokundiwanisa kana mukana wokuti nditsvode vazukuru vangu navabvana vangu ndichionekana navo? Zvawaita izvi ndezvoupenzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Hauna‐kunditendera kuti ndiȿete ʋanakomana ʋaŋgu naʋakunda ʋaŋgu. Ɀino waita seɓenzi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Hauna kunditendera kuti nditsvode vanakomana vangu navakunda vangu. Zvino waita sebenzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Ungabva watorega nokundiwanisa kana mukana wokuti nditsvode vazukuru vangu navabvana vangu ndichionekana navo? Zvawaita izvi ndezvoupenzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Ungabva watorega nokundiwanisa kana mukana wokuti nditsvode vazukuru vangu navabvana vangu ndichionekana navo? Zvawaita izvi ndezvoupenzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Hauna kunditendera kutsvoda vazukuru vangu kana kuonekana navanasikana vangu. Waita zvoupenzi.

See the chapter Copy

Genesi 31:28

Follow us:

Advertisements

Advertisements