Genesi 31:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho akanzwa vanakomana vaRabhani vachiti, “Jakobho akatora zvinhu zvose zvakanga zviri zvababa vedu. Upfumi hwose uhwu akahuwana pazvinhu zvaiva zvababa vedu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakanzwa mashoko aʋanakomana ʋaRabani, ʋaciti: Jakobo watora ɀose ɀaiʋa ɀaɓaɓa ʋeɗu; waɀiwanira fuma yose iyi kuneɀaiʋa ɀaɓaɓa ʋeɗu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jakobho akanzwa mashoko avanakomana vaRabhani, vachiti, “Jakobho atora zvose zvaiva zvababa vedu; azviwanira pfuma yose iyi kune zvaiva zvababa vedu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jakobho akanzwa vanakomana vaRabhani vachiti, “Jakobho akatora zvinhu zvose zvakanga zviri zvababa vedu. Upfumi hwose uhwu akahuwana pazvinhu zvaiva zvababa vedu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jakobho akanzwa vanakomana vaRabhani vachiti, “Jakobho akatora zvinhu zvose zvakanga zviri zvababa vedu. Upfumi hwose uhwu akahuwana pazvinhu zvaiva zvababa vedu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jakobho akanzwa kuti vanakomana vaRabhani vakanga vachiti, “Jakobho atora zvose zvaiva zvababa vedu uye awana upfumi hwose uhu kubva kune zvaiva zvababa vedu.” See the chapter |