Genesi 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ava manheru kwotonhorera vakanzwa Mwari Tenzi achifamba-famba zvake mubindu, Adhamu nomukadzi wake vakahwanda Mwari Tenzi mukati memiti yomubindu imomo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakanzwa inzwi raJehova Mŋari acifamba mumunda kwotonhorera maɗekwana; munhu nomukadzi wake ndokundoʋanda pamberi paJehova Mŋari pakati pemiti yomunda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vakanzwa izwi raJehovha Mwari achifamba mumunda kwotonhorera madekwana, munhu nomukadzi wake ndokundohwanda pamberi paJehovha Mwari pakati pemiti yomunda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ava manheru kwotonhorera vakanzwa Mwari Tenzi achifamba-famba zvake mubindu, Adhamu nomukadzi wake vakahwanda Mwari Tenzi mukati memiti yomubindu imomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ava manheru kwotonhorera vakanzwa Mwari Tenzi achifamba-famba zvake mubindu, Adhamu nomukadzi wake vakahwanda Mwari Tenzi mukati memiti yomubindu imomo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo murume nomukadzi wake vakanzwa inzwi raJehovha Mwari paakanga achifamba mubindu kwotonhorera, vakavanda pamberi paJehovha Mwari, pakati pemiti yomubindu. See the chapter |